Afurika ye Mabvazuva (kureva East Africa, Eastern Africa ) kana Mabvazuva e Afurika , ichisi chinowanikwa kumabvirazuva e ziwumbe re Afurika , rinemuganhu neGungwa re India
Zvichienderana ne Mubatanidzwa we Madhidhizha , Afurika ye Mabvazuva inosanganisa nyika 18 dziri zasiyo:
Mayote ne Rhewuniyo (kureva Reunion), makolini ekare eFuranzi , anosanganiswa wo muudorongodzwa hwuno. Asi pekare:
Malawi , Zambia ne Zimbabwe dzimwe nguva dzinosanganiswa wo sezvikamu zve Afurika ye Chamhembe (dzaive nyika imwe se Rhodhezhiya Chamhembe, Rhodhezhiya Maodzanyemba uye Nyasa mu Rufedherari rwe Afurika Yepakati).Komori , Morishasi , Seyisheri , Mayote ne Rhewuniyo zvitsuwa zvidiki zviri mu gungwa re indiya zvinoonekwa se zvikamu zve Afurika ye Mabvazuva.