Peji ino inotaura nezve nhoroondo yeEurope. Ichange ichiunganidza zvinyorwa zvakawanda uye yakakosha pakuti vanhu vakabva kuEurope vakasandura Africa zvakanyanya nenzira dzingava dzakarurama kana; chiripo ndechekuti varungu vakashandura nhoroondo yeAfrica pane zvizhinji.