Chibuja, Chibudya kana Chibudja mutauronyina we Chikorekore uri muchikamu chikuru chemhuri ye mitauro ye Chishona unowanikwa muZimbabwe, kwa Mutoko.

Mashoko e Chibudja

Chibuja Chishona cheUhofisi Chikaranga
bvembe nwiwa, mwiwa Vise
Hukurutombo Gwavava Gwavava

Mitauro yeBantu