Chifurenji
|
|
Nharaunda:
|
Chakabva kuFuranzi,
Chinotaurwa pasi rose senge ku:
|
Rudzi rwe
vatauri:
|
Vafurenji
|
Vatauri:
|
76.8 zvuruzvauru/mamiryoni pasirose
321 zvuruzvauru/mamiryoni
- (vatuari veRM ne veRF; 2022)
|
Mhuri ye
mutauro:
|
Indo-Yuropu
- Uitari
- Mitauro ye Chirhoma
- Mitauro ye Chirhoma cheKumadokero
|
Mafomu ekare:
|
Chiratini Chekare
|
Bumbiro re
mabhi:
|
Chiratini (Mabhi eChifurenji)
Bhraili ye Chifurenji (Braille)
|
Statasi ye uhofisi
|
Unoshandiswa:
|
Nyika 29
- 10 dependent ne dzinyasi-rhijoni entities
|
Unorheguletwa:
|
- Bato reKebheki reMutauro weChifurenji (Kebheki)
|
Makhodhi e Mutauro
|
ISO 639-1
|
fr
|
ISO 639-2
|
fre (B) fra (T)
|
ISO 639-3
|
fra
|
Glottolog
|
stan1290
|
Linguasphere
|
51-AAA-i
|
|
Chifurenji (Fur: français, Nge: French) kana Chifuranzi mutauro wekuFuranzi, uye Mitauro ye Chirhoma pamwechete neChispeini, Chiputukezi, Chiitari, Chiromania neChikatara, Chiratini uye Chikwiyori (Speini-Kwiyori kana Furenji-Kwiyori). Chifurenji (pamwe nedzimwe nzvimbo dze Furanzi) chinotaurwa muChamhembe cheBherujyamu, Madokero eSwitsarendi, Rakisambhegi, neKanadha. Uye inotaurwa munyika dze Afurika senge Utemabanze weRudhende rweVakongo, Senegari, Maari, Seyisheri, Chadhi nedzimwe, uye Chamhembechemabvazuva eEzhiya neAmerika akatorwa neFuranzi.
Furenji kudzimwenyika
Yuropu
- Mutauro wenyika pamwe nemimwe mitauro
- Switsarendi (mutauro wenyika, kunyanya kudunha dzemadokero)
- Bherujyamu (mutauro wenyika kunyanya mumuvuso weWalonya (Wallonia) )
- Rakisambhegi
Mitauro yenzvimbo
- Itari munzvimbo yenyika inzonzi Val d'Aoste
Afurika
Mutauro mukuru wenyika
Mutauro weAdministrative:
Mutauro wechikoro nekutaudzana, asi kete mutauro wenyika mu:
Ezhiya
Amerika
- Mutauro mukuru wenyika yeHaiti
- Mutauro wekutonga munyika yeRudhende rwe Dhominika
- Mumwe mutauro weKanadha pamwe nemumwe; mutauro mumwechete mupurovhinzi yeKebheki (Quebec) (13% yehuwandu ye maKanadha inoziva Chifurenji, 18% yehuwandu inoziva mitauro mbiri).
- Mutauro mukuru wenyika yeGuyana ye Furanzi, Gwadhurupu (Guadeloupe), Matinika (Martinique) neSando Petro (Saint-Pierre) neMikheroni (Miquelon).
- Mutauro mukuru weadministration wedhora mu Luwiziyana (Louisiana) (Amerika).