Mutauro Chikaranga
Vatauri 8.5 miriyoni
Mitauronyina
  • chiDuma
  • chiJena
  • chiMhari (Mari)
  • chiNgova
  • chiGovera
  • chiVenda
  • chiNyubi
Mhuri ye mutauro Bantu
Nzvimbo Masvingo

Midlands Province

  • Mberengwa districts
  • Zvishavane districts
Nyika Vukaranga, Zimbabwe

Chikaranga kana Karanga mutauro unotaurwa muguta maMasvingo munyika yeZimbabwe. Chikaranga mutauro wedzinza reVashona, uye sezvinoita mitauro yechiNguni mitauro yechiShona inonzwisisika kuvamwe vemarudzi eDzinza rechiShona senge: Bazezuru, Samanyika, Mandau uye Makorekore.

Tsananguro

Vanhu vechiKaranga nemutauro zvakabatana zvakanyanya nevaKalanga vachigovana zvakafanana mumutauro uye nemitauro. Nekudaro, izvo zviviri hazvisi zvinonzwisisika sezvo mutsauko mujogirafi wakonzera kuti mitauro miviri ikure zvakasiyana.

Bumbiro re Mabhi

Tafura ye Mabhi

' b c d f g h j k l m n p r s t v w y z
b bh bv bw
c ch chw
d dh dhl dv

dzv

dw

dhw dhlw dyw dzw

dy dz
f fw
g gh gw
h hl hw
j jw
k kh kw
l
m mb mh

mbh

mv mbw

mw

n n'

ng'

nd ng nh nzv ndw

ngw nhw nw nyw ndyw (ndhlw) nzw

ndy (ndhl)

ny

nz
p ph pw
r rh rw ry
s sh sv sw
t th tl ts tv

tsv

tw

tlw tyw tsw

ty
v vh vw

vhw

w
y yw
z zh zv zw