Chonzi izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe. Mhuri zhinji dzine zita iri dzaibva ku Mozambique neku Malawi.

Mitauro yeBantu

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.