Denga remba (roof in English) chikamu chemba chinovhara pamusoro. Denga rinovakwa nemapango anozovharwa neuswa, marata, kana matairo.