Gukurahundi zvinoreva chirongwa chakashata chehurumemnde yeZimbabwe chakauraya vanhu mumatunhu eMatebeleland neMidlands mumakore 1982 kusvika 1987. Vakaita tsvakurudzo pamusoro penhau iyi vanoti kwakaurayiwa vanhu vanosvika zviuru makumi maviri, 20,0000 kana kudarika.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]