Hunza (pit dug to trap game animals) igomba rekuteya mhuka dzesango rinocherwa panzira inofambwa nemhuka idzi. Mukati maro munoiswa zvimiti zvakapinza zvakatarisa kudenga, pamusoro povharwa nemasanzu. Chinangwa ndechekuti mhuka padzinofamba nenzira iyi dzinowira muhunza dzichibva dzabayiwa nezvimiti zvakapinza.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]