Shoko rokuti hushavi (trade, occupation or profession, to sell, barter) rinoreva humhizha, hunyanzvi kana mabhindauko anoitwa nevanhu kuti vawane chouviri chinovararamisa ivo nemhuri dzavo. Kana munhu ari murimi wenzungu irori basa ndiro rinenge riri iro hushavi hwake.

Pano shoko rekuti hushavi kana kushava harisi kutaura zvemashave kwete asi riri kutaura mabasa ekubata kwemaoko kana kushandisa huchenjeri anoitwa nevanhu vachitengesa zvibereko zvekushanda kwavo uye nguva yavo.

Mamwe Mazwi

Kurerutsa Mutauro

Tsumo

Mitauro yeBantu