Muchidzidzo masvomhu, muchikamu chinodzidzidzisa muradanuro, hwaro inhamba b' inowanikwa patsazaniso inoti x = bn. Nhamba b iri kuradanurwa ne pawa n ndiyo inonzi hwaro. Zviri kuitwa pakuradanura nhamba b zvinogonga kunzwisiswa sezvizvi zvinotevera:


Nhamba n inonzi muradanuri, iyi ndiyo nhamba inonongedza kana kutaridza kuti vana b vari kutsamana kangani.

Kurerutsa Mutauro