Ife mutauro weAfrika unowanikwa kuBenin, Togo neGhana.
Mamwe Mazwi
- Ife vanoti adza (n. dog) kureva mbwa.
- Ife vanoti ara (n. 1. body; 2. one; the other) kureva muviri.
- Ife vanoti idza (n. friend ) kureva shamwari.
- Ife vanoti ɖá (v. 1. cut; 2. create; 3. compose (music etc.); 4; found (a town or village); 5. buy).
- Ife vanoti ɖára (v. be clear, clean.) kureva kuchena.
- Ife vanoti ɖé (v. 1. equal, 2. agree) kureva kuenzana.
- Ife vanoti ɖíre (v. 1. show, demonstrate, indicate, reveal. 2. introduce) kureva kutaridza.
- Ife vanoti ɖóòrò (v. be clear, clarified, settled).
- Ife vanoti ɖóro (v. 1. stand; 2. be pregnant).
- Ife vanoti dzàre (v. be right, win (a lawsuit)) kureva kurungama.
- Ife vanoti tútù (n. 1. cold; 2. fresh, raw).
- Ife vanoti gàlí (n. cassava flour) kureva hupfu hwemufarinya.
- Ife vanoti odzú (n. 1. eye; 2. face; 3. limit (of land); 4; page (of a book). 5. surface).
- Ife vanoti a (n. gbogbo n crowd) kureva mhomho.
- Ife vanoti idza (n. fat). Fananidzai nokuti chidya?
- Ife vanoti igbã̀ (flank - of the body).
- Ife vanoti otútù (n. 1, cold; 2. fever (often malaria)).
- Ife vanoti tsã̀ (v. 1. choose. 2. sort) kureva kushara.
- Ife vanoti tsakanya (v. act in a quarrelsome way; provoke quarrels, fights).
- Ife vanoti tsàlá (v. be amazing, be ample, do not tighten).
- Ife vanoti tsɛ̃̀tsɛ̃̀ (n premier).
- Ife vanoti tsolè (v. fly, steal).
- Ife vanoti tsaru (v. 1. speak, 2. stay, calm, don't worry, don't react). Fananidzai nokuti kutsarukana?
Duramazwi racho rinowanikwa pa webonary.org.