Kukomberedza kana kupoteredza (to surround, encompass) zvinotaurwa kana chinhu chakapoteredzwa nezvimwe kumativi ose. Sokuti musha unokwanisa kunge wakakomberedzwa neruzhowa kana mupanda. Shoko iri rinokwanisa kuzoshandiswa kuturikira shoko rokuti ambient kuEnglish rinoreva zvakakomberedza.

Mamwe Mazwi

Kurerutsa Mutauro

Nyaudzosingwi

Mitauro yeAfrika