Kupakura kana kupangura (to dish or serve out food; to take out) apa kureva kugova chikafu kubva mupoto uchiisa mundiro kuti vanhu vadye.
- Kupangurirana (to divide up among one another, to share).
- Kupangura (to divide, sort out, take or cut pieces).
- Kupakurira
- Kupakurirwa
- Mugwaku unopakuriswa sadza.