Kuronga (planning; to arrange) zvinoreva mabasa anoitwa ekubvunza nokunyora pasi zvinodiwa kuti chiitiko chiri mberi chinge chichibudirira.

Mitauro yeBantu