Murume ari kuseka

Kuseka (Laughing) chinhu chinoitwa nemunhu kana anakidzwa nezvaaona, zvaanzwa kana zvaayeuka mupfungwa make.

Tsetswa, setswa kana matsetswa (inclination to laugh) dzinotaurwa apo munhu anobatwa nekuda kuseka asi imwe nguva achizama kusada kuseka kwacho.

Tsika

Mamwe mazwi anoreva kuseka ndeanoti: kupwatika; kubvaruka.

Mitauro yeAfrika