Tsono kana tsingano (needle in English) karo kakagadzirwa nesimbi kanoshandiswa kusona hembe. Tsono inogadzirwa iine buri kune divi rimwe, buri iri rinotungwa shinda yacho inoshndiswa kusona. Tsono hombe inoshandiswa kusona masaga inonzi dungo.


Kumberi kwetsono kwakapinza kunodanwa kunzi munyunzvi. Vamwe vatauri vanoti munzvi kana munzi.

Kurerutsa Mutauro

Mitauro yeBantu