Shoko rokuti kuzvimba (swelling) rinotaura kufutira kunze kunoita muviri zvikurusei kana munhu arohwa, adhumira, akuvara, zvichingodaro.

Kuserera zvinoreva kudzokera pamwero wakanaka kwenyama dzana dzakambozvimba.

Mamwe Mazwi

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]