nhenga

Nhenga (ku Chingezi: feather) kana Manhenga uye madengera pakuwanda. Manhenga ndizvo zvinhu zvinofukidza shiri pamusoro pezvo dzinobatsira kuchengetedza shiri. Nhenga inodzivirirawo shiri kuti dzisakuvare, uye mumarudzi mazhinji eshiri, manhenga yemapapiro inovabatsira kubhururuka .

Kurerutsa Mutauro

Mazwi eBantu

Mitauro yeBantu