Maruwo kana makwato (Place other than one's home where one goes for free food) kureva imba isiyako yaunoenda kunodya chokudya pasina muripo. Munhu akadai anonzi ane rukwato kana kuti iye muruwi - ane musambo wekukwata kana kuruwa. Karuwo rikagova zita remunhu.

Tsumo