Mhete (ear-ring or nose-ring) chishongo chinopfekwa munzeve kana kuti pamhuno zvikurusei nevanhukadzi. Mustika yekuno kuchamhembe kweAfrica mhete dzinonyanya kuzivikanwa ndidzo dzemunzeve.

Mitauro yeBantu