Pakurukwa kunoitwa tyava mhumburu imhando yetyava chinorukwa netambo dzemakavi mana chinobuda chakanatsa kuurungana mativi ose. Mhumburu yakasiyana negurumbindo rinorukwa nemakavi matatu, gurumbindo rinobuda rakaita rupandi kana kuti mhande - strip. vamwe vatauri vanoti gurumbiro.

Kurerutsa Mutauro

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]