Kapu yekupimisa inoshandiswa kupima mumhu wemituvi

Muchidzidzo chemasvomhu, mumhu (Volume) - izwi rinoreva kukura kwakaita nzvimbo. Mumhu unosamhurwa pakuunga hwasha, hurefu, nehudzamu. Mukutaura kwemazuva ose izwi iri rinoreva kukura kwakaita munhu, mhuka kana chinhu. Mumhu ndiro shoko raonekwa riri pedyo kutsanangudza inonzi volume kuEnglish.

Mitauro yeBantu