Musi kana zuva (day 24hrs) zvinoreva kubatanidzwa kwemuswere wezuva nehusiku hwacho zvichiita maawa makumi maviri nemana (24). Muswere wezuva ndiwo unganzi day time muEnglish. Husiku ndihwo hunonzi night.

Vhiki kana svondo rimwe rine mazuva kana misi minomwe, vhiki rega-rega richivamba nemusi weSvondo. Gore rine misi mazana matatu nemakumi matanhatu nemashanu (365) kana ari makore nje. Kana rasvika gore remucharikwa (leap year) rine mazuva mazana matatu nemakumi matanhatu nematanhatu (366).

Mamwe Mazwi

Tsumo

Mitauro yeBantu