Mwana
Vana

Mwana (Nge. Child) kana n'wana izwi rinoreva vanu vakazvarwa naBaba na Mai. Rinoshandiswazve kureva vanhu vachiri vadiki vari pasi pezera remakore gumi nemanomwe (18). Takatarisana nevanhu vana vanotarisirwa kuti vange vachiri pasi pehutongi hwevabereki vavo, vachichengetwa nekutungamirwa nevabereki vavo. Zera rokunge vanhu vachinzi vana rinosiyana nokusiyana kunoita: tsika, nyika, rudzi, chitendero, zvichingodaro.

Kuchitendero chechiJudah munhu anoyaruka kunzi akura ava murume kana kuti mukadzi pamakore gumi nematatu (13) ekuberekwa; panguva iyi panoitwa mabiko anonzi barmitzvah kana kuti batmitzvah.

Uzhinji we shokoro rokuti mwana ndi Vana kana Wana.

Mamwe Mazwi

Tsika

Mazwi e Chibantu