Chikamu chemunda chinonzi ndima, chisasa kana kuti bande - mazwi aya anoshandiswa kutaura chikamu chemunda chapiwa kuti munhu asakure. Ndima rinotaurawo chikamu chemunda chakadyarwa zvakasiyana, kana chero chipi chikamu chiri kutaurwa nezvacho.

Mitauro yeBantu