Ngoma chiridzwa chinogadzirwa nedanda rine mhango pakati rinokakwa dehwe kune rimwe divi kana kuti mativi ose. Ngoma inoridzwa nemaoko kana nezvimiti.


Mhando dzeNgoma

Tsumo netsika

Mitauro yeBantu