Nguruve (Pig in English) imhuka inopfuyiwa pamba ichinyanya kuchengetwa muchirugwi. Nguruve inobereka vana vakawanda imwe nguva vanosvika vatanhatu kana vanomwe (6-8).

Rimwe izwi rinoshandiswa kutaura nguruve nderekuti hochi.

Mamwe Mazwi

Mamwe Mazwi