Numeri (ku Chingezi: number ) kana nhamba muchidzidzo che masvomhu nezvimwe zvidzidzo zvizhinji, ivara rinoshandiswa pakuverenga zvinhu richitaridza kuti zvinhu zvingani.

Ndaudzo (odd number, sum over and above an agreed total) apa kureva nhamba dzakadai sedzidzi: 1, 3, 5, 7, 11, 13 zvichingodaro dzisingagoni kugovaniswa nambiri (2).

Ndaudzo (Used in notation of odd numbers - over the complete tens) sokuti 25 inganzi makumi maviri ane ndaudzo shanu.

Mamwe Mazwi

Vambo rezita

Izwi rekuti Nhamba rakabva kuChingezi, asi rekuti Numeri rinogona kunge rakaunzwa ne Chiputukezi (mutuaro we Mozambiki ikozvino).

Iro izwi rekuti numeri rinoshandiswa kumirira rimwe nwadhi re bhaibheri 'Numbers'.

Nhamba dzechishona

Tarisai futi peji rekuti Kurava uye Zviperengo Zvehuwandu

zviravwo muchishona
kurava (to count); svomhu (math); numeri (number)

zana (100); chiuru (1,000);

numeri 0 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10
shona pana

bodzi

shaiwe

potsi

poshi

motsi

piri tatu

nhatu

ina shanu nhanhatu

tanhatu

nomwe sere pfumbamwe

mbamwe

gumi
numeri 11 12 13 14 15 16 17 18 19 20
shona gumi nerimwe gumi nembiri gumi netatu gemi nemana gumi neshanu gumi nenhanhatu gumi nenomwe gumi nesere gumi nepfumbamwe makumi
100 1,000 10,000 100,000 1,000,000 10,000,000 100,000,000 1,000,000,000 1,000,000,000 10,000,000,000 1,000,000,000,000
zana chiuru

churu

Mazita e manhamba

million - mille-> 'thousand'; one-> 'one'

billion - bi -> 'two'; -llion -> 'million'

trillion - tri -> 'three'; -llion -> 'million'

Mitauro yeAfrika