Nhova (kureva fontanelle) kana chipande inhongonya yevana vacheche. Inenge yakapfava ichitaridzika pakusava ne bvupa redehenya. Nhova inotendera kuti musoro wemwana uwumbike, kudzoka, nokudzvanyika panguva yokuzvarwa; izvi zvinobatsira kuti mwana abude pamukana waamai zviri nyore. Mapfupa emusoro anosimba kusvika nhava yavhara pamwedzi gumi nemisere kusvika makumi maviri nemana (18-24). Vamwe vanoti nhongonya.

Tsika

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mashoko Anotodzana

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mashoko okuti chipande kana mubandirwa angagona kuzoshanda kuturikira chinonzi capital kuChingezi - apa kureva mari yekuvamba bhizinisi. Capital means several things: highly important; first rate; excellent; chief; major; principal; prime; primary etc.

Mitauro ye Chibantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]