Nungu

Nungu, njenje kana ngara (porcupine in English) imhuka iri mumhuri yemakonzo inozivikanwa nekuva neminzwa yainokana inobaya. Nungu inoti kana chikara chasvika pedyo inokanda minzwa iyi inoti kana imbwa dzinotya kusvika pedyo nenungu.

Vatauri vadzimwe nzvimbo vanoti gwewewe kana gungumbani.

Magariro

Nungu dzinowanikwa muAfrica, Asia uye South neNorth America. Mhuka idizi dzinowanikwa mumasango; mugwenga; muzasi memakomo uye munzvimbo dzine matombo.

Panoda kujekeswa kuti nungu ndiyo ngara here?

Mitauro yeBantu