Nyamukuta kana muchingi (midwife) munhu anoita basa rokubata nemadzimai panguva yokunge vari kuzvara mwana achibuda. Ana nyamukuta vanovamba nezvidzidzo zvokuva mukoti vachizowedzera kuti vaite mabasa ekusunungutsa madzimai.

Tsika

Mitauro yeAfrika