Nzira (Nge. road, path) kana zhira, zvinoreva mukana unofambwa ungava unoshandiswa nemhuka kana vanhu. Vamwe vatauri kuchiManyika inoti gwanza.

Mamwe mashoko anotaura nzira

Kurerutsa Mutauro

Tsumo

Mitauro yeAfrika