Twiza (giraffe in English) imhuka refu inowanikwa muZiwumbe reAfrica zvichibva kunyika yeChad kusvika kuSouth Africa. Rimwe zita rinopiwa mhuka iyi dzinonzi furiramudenga izvi zvichitaura pamusoro pekureba kwadzo kuti dzinofurira mudenga. MuZimbabwe, twiza dzinowanikwa muHwange National Park.

Mitauro yeBantu