Mazamu emukadzi

Muchidzidzo chezvipenyu, mazamu inhengo dziri padundundu revakadzi dzinogadzira mukaka mushure mokunge mwana azvarwa. Mazamu ane tsatsadzi dzinotora chikafu chiri muropa raamai dzichigadzira mukaka wemwana.

Mutsika dzemarudzi mazhinji mazamu anowonekwa sezvishongo zvinoyevedza pamuviri wemukadzi. Kunyika dziri kuEurope mamwe madzimai anotora mari zhinji kuenda kunovandudza chimiro chemazamu avo kuti ave anoyevedza zvichienderana nemaonero avo.

Matyaka emunhu nemukaka wemunhu.
Kuruboshwe matyaka akasvinwa pazuva rechina (4) rekuzvara. mukaka wakasvinwa pazuva rechinomwe

.

Tsumo

Mitauro yeBantu