Chinyorwa chino chiri kuunganidza marudzi anowanikwa muZimbabwe. Zvakanaka kutitiwonesane kuti vanhu vakasiyana vanonzwisisa chinonzi dzinza nemaonero akasiyana.

Muchinyorwa chino tichabata mhando dzemadzinza dzose dzarehwa pamusoro.