Chinyorwa chino chinounganidza zvinhu zvisingabatike zvinonzwikwa pamoyo, ndangariro kana mweya wemunhu. Zvinhu izvi zvonosanganisira: mufaro; kusuwa; ruvengo; kutya; chinepfu zvichingodaro.