Muvengi zvinoreva munhu waune ruvengo naye, ari munhu anokushuvira zvisina kururama kana anoronga zvisina kunaka pamusoro pako. Muvengi angava munhu mumwe kana boka revanhu raunovenga kana kuvengana naro. Sokuti munguva iyo Zimbabwe yaitongwa nevapambevhu vekubva Britain, varungu ava vaitariswa semuvengi zvikurusei pakurwiwa kwehondo.

Kurerutsa Mutauro

Zvirevo

Mitauro yeBantu