Chitunha kana chibvumba (corpse in English) zvinoreva mutumbi wemunhu akafa. Chitunha chinochengetwa munzvimbo inotonhora kuti chisashata kusvika panguva yokuvigwa. Kumamisha kusina zvipatara vanhu vanoda kukasika kuviga munhu afa; vazhinji vanoviga nezuva rechitatu mushure mokunge munhu afa.

Mamwe Mazwi

Mitauro yeBantu

Chitunha