Tuso, Chituso (kureva reward, award) kana musharo kutodza Chindau, zvinoreva mubayiro kana chimwe chinopiwa kutenda kana kuyemurwa zvaitwa kana pasvikwa nemunhu.

Chinhongameso kana shangameso (reward for finding something that was lost).

Mamwe mazwi anosanganisa mubayiro kureva animal sacrifice kana chipiriso kureva sacrifice pachayo.

Tsika

Mitauro yeAfrika

Mitauro ye Chibantu