Kemedzung vanoti pɛlɛŋgɛ (n. plate) kureva ndiro. Mamwe mazwi: kiti (n. chair).
Kemedzung vanoti shambo (a kind of frog) imhando yedatya.
Kemedzung vanoti shanshɛ (v. 1. strive to go back to a fight, argument; 2. abandon work because you are very angry; 3. act harshly; 4. dividing in anger). Ko kushanja zvinorevei?
Kemedzung vanoti shi (1.n. place; position; 2.v. land, alight) kureva nzvimbo kana kumhara.
Kemedzung vanoti shi yi dɔ (some place). Mamwe mazwi: shi yi dzoŋ (n. battle field). Shi yiya (n. empty place).
Kemedzung vanoti tsa (times, series). Mamwe mazwi: tsachi (always, frequent, throughout; all times). Tsa ya chi (the whole time). Tsa yi ndzeŋe (a good time).