Pfumo kana jokoso (spear in English) chombo chakagadzirwa chiine chitanda chirefu chakabatanidzwa nemuromo unopinza unoshandiswa kubaya panguva yokunge vanhu vachirwa hondo kana kuvhima.

Vatauri veChiNdau vanoti mukhondo.

Zvikamu zvePfumo

Tsumo

Mitauro yeAfrika