hondo ye Vashangani

Hondo (Chingezi: War) inguva yokunge vanhu vachirwisana nezvombo vachikuvadzana nokuurayana. Hondo inoitwa yashevedzerwa vanhu vatadza kuwirirana kana kuti rimwe divi raita chindini, humbimbindoga hwokuda kufurusa nokutapa nzvimbo dzevamwe. Hondo inowanza kupera nekutaurirana, kukurirwa kwerimwe divi uye kunyoreranwa zvisungo pasi nemativi ose zvekupedza hondo

Zvinangwa zvehondo

Mhando dze hondo

Makovore (battle) zvinotaura hondo mukati mehondo.

Zvimwe Zvinyorwa

Mamwe Mazwi

Kurerutsa Mutauro

Mazita

Mitauro ye Chibhantu