Hanga (Guinea fowl in English) ishiri yemusango ine minhenga yeruava rupfumbu iine madoo-madoo paminhenga yacho. Hanga dzinowanikwa muZimbabwe, nguva zhinji dzinomhanya nepasi dzichizobhururuka kana dzavhundutswa nechikara.

Hanga dzinopfuyiwa pamusha dzichidyiwa nyama inonaka samare. Shiri idzi dzinokura kuita mumhu unodarika huku.

Tsumo

Mitauro yeAfrika