Ndiro yesadza rechibage (pamusoro kurudyi), nendiro nhatu dzeusavi

Hupfu (maize meal or corn meal) hunowanikwa kana chibage chichinge chagayiwa nokutsetswa. KuChamhembe kweAfrica hupfu hunoshandiswa kubika sadza nebota. Kune mamwe marudzi ehupfu hwezvimwe zvirimwa zvinosanganisira: rukweza; mhunga; mufarinya nezvimwewo.

Mitauro yeBantu