Mhodzi dzemanhanga

Nhanga muchero unorimwa mumunda panguva yezhizha. Vamwe vanodya mashizha ayo anozivikana nekuti muboora kana maruva acho anonzi mangare anenge aneruvara rweyellow. Muboora unova ndiwo unobereka manhanga unodyarwa kubva mumhodzi dzemanhanga unotambarara woita maruva panova ndipo panozobva manhanga. Nhanga (manhanga kana akawanda) rinobikwa rodyiwa rakadaro kana kuritswanwa roitwa nhopi. Vamwe vano omesa mhodzi vodzikanga vodzvura vogadzira mabumbe.

Mamwe Mazwi

Mhando dzeManhanga

Tsumo

Mazwi ebantu