Masanga emugwagwa mudhorobha.
KuNorway, pamadirano a rwizi Glomma nerwizi Vorma.

Masanga kana masanganzira anorevawo zvakare panosangana nzizi kana nzira. Kana dziri nziri anonzi madirano kana mawiro. Sokuti rwizi Mazowe rwune madirano narwizi Zambezi munyika yeMozambique.

Panopararana nzira ichiita nzira mbiri dzinoita Y panonzi pane mhaswa kana kuti pamhararano. Asi vamwe vatauri kune mamwe matunhu vanodana masanga kuti mhararano kana majika.

Kurerutsa Mutauro

Tsumo

Mitauro yeBantu