Mhembwe (Duiker in English) imhuka yemusango inofanana nemhara asi ine mumhu mudiki. Mhuka iyi ine ruvara rwe muto wenyemba. Mhembwe dzinowanikwa muZimbabwe mumatunhu akawanda uye dzine nyama yakanaka samare inodyiwa iri nyoro kana kuitwa chimukuyu.

Mwana wemhembwe anonzi tsvana kana chemera.

Tsumo

Mitauro yeBantu