|
Q (kana "q") i bhii rinobva kubumbiro remabhii eChiratini rinoshandiswa mukunyorwa mitauro zhinji pasirose richiereketwa zvakasiyana. Rinowanikwa mubumbiro remabhii eChivanhu, zvichienderana nemutauro kana mutauronyina. Bhii ra /Q/ mumitauro ye Chivanhu rinowanikwa muChindau nekuti chine pesvedzero yeChinguni, pamusoro pezvo, rinogona kunge richiwanikwa mumitauronyina ye Chikaranga.
Muchirungu fonororoji ya q inoshandiswa kutaura mazwi ari pazasi
tarisai futi Chishona, uye Bumbiro reMabhi eChishona