Unda (kureva land; area) kana wunda, sokutodza mashandisirwo eshoko iri muChishona, uye kuitira kusiyanisa mashoko ose anoshandiswa achiturikirwa shoko rokuti "dunhu". Shoko rokuti unda rinowanikwa mumashoko okuti munda, nharaunda, gundamunda - zvose zviri vikamu zvenzvimbo. KuChindau iro shoko rokuti ndau rinoshandiswa kuturikirwa chisi zve.

Mamwe mashoko